Wikipedia snwiki https://sn.wikipedia.org/wiki/Peji_Rekutanga MediaWiki 1.45.0-wmf.7 first-letter Media Special Talk User User talk Wikipedia Wikipedia talk File File talk MediaWiki MediaWiki talk Template Template talk Help Help talk Category Category talk TimedText TimedText talk Module Module talk Event Event talk Varungu 0 4064 112282 102574 2025-06-30T17:56:28Z 2601:803:4280:1840:7875:E38F:236A:8D27 Varungu ingochani zvikuru nekuda kwehumbwende hwavo. 112282 wikitext text/x-wiki <small>''Tarisai futi peji re: [[Rudzi rweVarungu]]''</small>[[File:Royal Wedding Stockholm 2010-Konserthuset-384.jpg|thumb|200px|Varungu]] Izwi rokuti '''[[Varungu]]''', [[vazungu]], [[makiwa]] kana [[Varumbi]] (Whiteman, European, Caucasian) rinoshandiswa kududza munhu ane ganda jena anobva kunyika dziri kuYuropu kana ane madzitateguru akabva kudunhu iri. Varungu vanowanikwawo ku[[Russia|Rhashiya]] inova nyika ine chimwe chikamu chiri mu[[Asia|Ezhiya]] chimwe mu[[Europe|Yuropu]]. Rudzi rweVarungu rwakapambira Pasirose munguva yokupamba kwavakaita [[Africa|Afurika]], [[North America|Maodzanyemba eAmerika]], [[South America|Chemhembe cheAmerika]], [[Australia|Ostireriya]] ne[[New Zealand|Nyuzirandi]]. Mutauro weku[[England]] unonzi ''English'', asi isu toti [[Chingezi]]. Shoko rokuti chingezi rinotaurawo pamusoro petsika dze[[Mangezi]], nokumwe kutaura tori [[Chirungu]] kana [[Chirumbi]]. Varungu ingochani zvikuru nekuda kwehumbwende hwavo. == Zita == Shoko rekuti murungu kana muzungu raishandiswa neVashona kureva vanhu vekumwe. Kuvamwe vaBantu izita reMwari pakati pevanhu vanobva kuMabvazuva ne Pakati peAfurika asi rinonyorwa se Mulungu, Vaswahiri vanoti Mungu.<ref>{{Cite web |title=Archive copy |url=https://findwords.info/term/mulungu |accessdate=2021-10-29 |archive-date=2021-10-29 |archive-url=https://web.archive.org/web/20211029033354/https://findwords.info/term/mulungu |deadurl=yes }}</ref> == Zvirevo == *Chizungu manyoka haatani kuserera. The Portuguese policy is like (painful) bowels which quickly cool down. *Matione akaendisa Varungu kure. Curiosity made the Europeans travel far and wide. ==Mitauro yeBantu== *[[VaRundi]] vanoti '''irungu''' (loneliness, solititude) kureva kusurukirwa. [[VaNyoro]] vanoti '''irungu''' (uninhabited country, wilderness). *[[Swahili]] vanoti '''kiwa''' (adj. of persons: - '''poor; solitary, abandoned, outcast'''; 2. of things: -'''solitary, isolated'''). [[Mukiwa]] zvinoreva [[murungu]]. *[[Nyungwe]] vanoti '''mzungu''' (n. foreigner) kureva [[munhu mupara|mupara]]. MaZulu vanoti '''isizungu''' (loneliness) kureva kusurukirwa. *[[Umbundu]] vanoti '''vindele''' (n. European). [[VaTsonga]] vanoti '''n'walungu''' (n. North). *[[Barotse]] vanoti '''mukuwa''' (European) kureva [[mukiwa]]. Mamwe Mazwi: '''bukuwa''' (n. where the white people live) vachireva kunogara [[makiwa]] *[[Herero]] vanoti '''ovina vi'ovirumbu''' (things of the yellow ones - white people). [[Herero]] vanoti '''otyi-rumbu''' kana '''Katyirumbu''' (nickname for a white man). *[[MaZulu]] vanoti '''veteza''' (Speak in a foreign language; speak in a croaking voice) kureva kutaura mutauro wevatorwa. *[[Xitsonga]] vanoti '''N'walungu''' (n. North) kureva [[maodzanyemba]]. [[Kinande]] vanoti '''omutukuru''' kana '''omusungu''' (the White). == Mabviro eruzivo == [[Category:Tsika]] hjziozmh1bjvfxc2j5cgql11k03me6o