Wikipedia
snwiki
https://sn.wikipedia.org/wiki/Peji_Rekutanga
MediaWiki 1.46.0-wmf.23
first-letter
Media
Special
Talk
User
User talk
Wikipedia
Wikipedia talk
File
File talk
MediaWiki
MediaWiki talk
Template
Template talk
Help
Help talk
Category
Category talk
TimedText
TimedText talk
Module
Module talk
Event
Event talk
Igo
0
4401
113003
105231
2026-04-09T07:24:05Z
CommonsDelinker
59
Replacing Eumenide.jpg with [[File:Odynerus_spinipes.jpg]] (by [[:c:User:CommonsDelinker|CommonsDelinker]] because: [[:c:COM:FR|File renamed]]: [[:c:COM:FR#FR2|Criterion 2]] (meaningless or ambiguous name) ยท This has since been identified to species; corr
113003
wikitext
text/x-wiki
[[File:Odynerus spinipes.jpg|thumb|250px]]
'''Igo''' (kureva ''wasp'') kana '''go''', kapembenene kane mumhu nechimiro chinenge che[[nyuchi]]. Kunonzi tupembenene twose tunodya zvirimwa tune rudzi rwe[[mago]] anotudya sechikafu - izvi zvinoreva kuti mago akakosha pakudzivisa kuwanda kwetupembenene. Kune dzimwe nyika seUSA mago ava kushandiswa saizvozvi se[[zvikara]] zvinodya tupembenene tunoparadza [[zvirimwa]].
==Mitauro yeAfrika==
*[[Kimbundu]] inoti '''rimbondo''' (n. wasp) kureva [[igo]]. [[Swati]] vanoti manyovu kureva [[mago]].
*[[Sesotho]] inoti '''bobi''' (n. wasp) kureva [[igo]]. [[Chewa]] vanoti mabvu (n. wasp) kureva mago.
*[[Kwanyama]] inoti '''omambodwe''' (n. wasp) kureva [[mago]]. [[Venda]] vanoti mabo kureva mago.
[[Category:mhuka]]
phpf2j99wi8pom7ezb7sayjhlcf48d2