Wikipedia snwiki https://sn.wikipedia.org/wiki/Peji_Rekutanga MediaWiki 1.46.0-wmf.24 first-letter Media Special Talk User User talk Wikipedia Wikipedia talk File File talk MediaWiki MediaWiki talk Template Template talk Help Help talk Category Category talk TimedText TimedText talk Module Module talk Event Event talk Pimagonyonhatu 0 3951 113052 82439 2026-04-16T16:00:52Z JayMezza 20555 113052 wikitext text/x-wiki Muchidzidzo [[Pimanyika]], '''pimagonyonhatu''' chidzidzo chinoongorora hukama huripo pakati penhambwe dziri pamativi nemagonyo e[[gonyonhatu]]. Kukura kwakaita [[gonyo]] kunodudzwa ne[[govano]] dzinoti ''sine, cosine, uye tangent'' [[Govano]] (ratio) izwi rinoreva hukama huripo pakati penhamba mbiri dzine [[utandu]] (dimensions) dzakafanana. Govano inonyorwa seizvi (a:b), izvi zvichitiudza kuti nhamba yechipiri inopinda kangani mune yokutanga. == Rheshiyo dzePimagonyonhatu == Ichi chidzidzo chononzi ''trigonometric ratio'' ku''English''. Chidzidzo chino chinotaura pamusoro pehukama huripo pakati penhambwe dziri pamativi nemagonyo e[[gonyonhatu]]. Chikamu ichi tinoshanda ne[[gonyonhatu yemutwi]] tichidzidza nezve [[rheshiyo]] dzinoti [[tangent]], [[sine]] uye [[cosine]]. [[Rheshiyo]] idzi dzinoshandiswa kuti tizive mativi uye magonyo ane hukuru hunenge husinga zivikanwe. Kuti tipinde muchidzidzo cheRheshiyo dzePimagonyonhatu tinotanga tadudza mazita anopiwa kumativi egonyonhatu. Mativi matatu anopiwa mazita zvichibva pakuti tiri kushanda negonyo ripi regonyonhatu. * ''Divi rakabatana negonyo ratiri kushanda naro rinonzi [[divi remuny'asi]] (adjacent kuEnglish), * ''Divi rakatarisana negonyo ratiri kushanda naro rinonzi ''darisanwa'' (opposite kuEnglish) ; iri divi rakaita mutwi nehwaro. * ''Divi guru rine nhambwe yakareba kupfura mamwe rinonzi muzendami (hypotenuse) nokuti rinoita sokunge rakazendamiswa rakatsigirwa kuhwaro nedarisanwa. [[Sine]] yegonyo iRheshiyo yenhambwe dze[[darisanwa]] ne[[muzendami]]. Sine ine tsazaniso inoti: '''Sine = ''darisanwa/muzendami''''' [[Cosine]] yegonyo iRheshiyo yenhambwe dze[[divi remuny'asi]] ne[[muzendami]]. Cosine ine tsazaniso inoti: '''Cosine = ''divi remuny'asi/muzendami''''' [[Tangent]] yegonyo iRheshiyo yenhambwe dze[[darisanwa]] ne[[divi remuny'asi]]. Tangent ine tsazaniso inoti: '''Tangent = ''darisanwa/divi remuny'asi''' ==Mitauro yeBantu== *[[Nsenga]] vanoti '''paka''' (v. be adjacent; adjoin) kureva kupakana. Fananidzai nokuti [[mupaka]]. *[[Bushong]] vanoti '''bakata''' (be adjacent; adjoin, adhere, cleave, be close together, put together). *[[Bushong]] vanoti '''bakata''' (be contiguous, congeal, be solid, steady or firm, become dense). [[Category:Pimanyika]] lauixrme092xkxyrqb1ryn5jepzyw09 Kupomera 0 8298 113055 38168 2026-04-16T17:39:54Z JayMezza 20555 113055 wikitext text/x-wiki *[[Kupomera_(mhosva)|Kupomera]] *[[Kupomera_(kutapukira)|Kupomera]] ==Mitauro yeAfrika== *[[Bushong]] inoti '''bomata''' (v. to stick together or adhere, to congeal, to solidify). *[[Bushong]] inoti '''bomata''' (v. to become round or spherical). {{Kujekesa}} 3nme505zuk0bu3tyvafrx8ygadwll8u Horamutanda 0 11641 113063 112712 2026-04-16T21:47:48Z JayMezza 20555 113063 wikitext text/x-wiki Horamutanda (spieces of mushroom) rudzi rwe[[hohwa]] hunokura pamatanda. ==Mitauro yeBantu== *[[Bushong]] inoti '''kola''' (n. closeness, nearness; besides) kuva [[pedyo nepedyo]]. *[[Bushong]] inoti '''nkola''' (n. brink, margin, wayside; edge or border of stream, path, field or anything). *[[Yao]] inoti '''kukola''' (to have; to get; to possess). *Yao inoti '''kola umi''' (to be healthy; live). Mamwe mazwi: '''kola lisoka''' (to be mad). *Yao inoti '''kola tukuta''' (hot, be hot). Yao inoti '''kukola mtinga''' (be with child). *[[Senga]] inoti kukola (v. to hold) kureva [[kubata]]. c3zlm9zkwq5zt125fdx02euhwwlpe8m Nzuwa 0 17605 113046 106773 2026-04-16T15:03:34Z JayMezza 20555 113046 wikitext text/x-wiki [[Nzuwa]] izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]] ne[[Democratic Republic of the Congo]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano. *[[Kimbundu]] vanoti '''nzuá''' (n. mister, sir, lord, gentleman, man). *[[Bushong]] vanoti '''ntshua''' (n. snake, serpent, reptile). *[[VaNande]] vanoti '''Nzuba''' (n. Name of a child born after a dead one. Means: the replacement, the one who returns, the risen one). *[[Kinande]] inoti '''Mutsuba''' (n. Name of a child born after a dead one. Means: the replacement, the one who returns, the risen one). [[Category:Mazita eVanhu muDRC]] [[Category:Mazwi eShona anovamba na nzu]] ly6oovaric3t409fm7vek66l4g065uv 113047 113046 2026-04-16T15:03:58Z JayMezza 20555 113047 wikitext text/x-wiki [[Nzuwa]] izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]] ne[[Democratic Republic of the Congo]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano. *[[Kimbundu]] vanoti '''nzuá''' (n. mister, sir, lord, gentleman, man). *[[Bushong]] vanoti '''ntshua''' (n. snake, serpent, reptile). *[[VaNande]] vanoti '''Nzuba''' (n. Name of a child born after a dead one. Means: the replacement, the one who returns, the risen one). *[[Kinande]] inoti '''Mutsuba''' (n. Name of a child born after a dead one. Means: the replacement, the one who returns, the risen one). [[Category:Mazita eVanhu muDRC]] [[Category:Mazwi eShona anovamba na nzu]] f97923z0574i0x6ddu6hpk6fgjmkcd0 Munamati sezita 0 24105 113053 110369 2026-04-16T16:43:57Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeAfrika */ 113053 wikitext text/x-wiki Munamati izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe. *Vanhu vane zita iri: Delight Munamati; Rumbidzai Munamati; Gift Munamati; Tafadzwa Munamati. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana. *[[Bushong]] inoti '''namata''' (v. to adhere, stick together, be side by side or adjacent, contiguous; to adhere to, as slave a master, cling to). *[[Bushong]] inoti '''namata''' (v. be firm or solid, solidify, congeal, coagulate, become hard, be stuck or pasted together; v. patch). *[[Bushong]] inoti '''namatshi''' (n. one who clings to another) kureva [[munamati]]. *[[Maconde]] inoti '''-namata''' (v. cohere). [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] prmrsup4kkqog5ggj50kuhqfq873anq 113054 113053 2026-04-16T17:21:59Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeAfrika */ 113054 wikitext text/x-wiki Munamati izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe. *Vanhu vane zita iri: Delight Munamati; Rumbidzai Munamati; Gift Munamati; Tafadzwa Munamati. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana. *[[Bushong]] inoti '''namata''' (v. to adhere, stick together, be side by side or adjacent, contiguous; to adhere to, as slave a master, cling to). *[[Bushong]] inoti '''namata''' (v. be firm or solid, solidify, congeal, coagulate, become hard, be stuck or pasted together; v. patch). *[[Bushong]] inoti '''namatshi''' (n. one who clings to another; follower) kureva [[munamati]]. *[[Maconde]] inoti '''-namata''' (v. cohere). [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] 7s1cn3igmlapgzykjjvq8mtqo01m2aj Karuwo sezita 0 24262 113062 109755 2026-04-16T18:55:13Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 113062 wikitext text/x-wiki '''Karuwo''' izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe. *Vanhu vane zita iri: Nehemiah Karuwo; Jonathan Karuwo; Ruth Karuwo; Wendy Karuwo. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana. *[[Baila]] vanoti '''luwo''' (n. a light breeze) vachireva [[mwando|kamwando]]. *[[Bushong]] vanoti '''luo''' (n. arm; elbow; foreleg; front leg of animal). [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] 1nlam1yzauoo4fuglno8b0vr1wiq2ta Mucheka sezita 0 24823 113042 2026-04-16T14:47:11Z JayMezza 20555 Created page with "'''Mucheka''' izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. *Mazwi ari pedyo: [[Macheka sezita]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[Lenje]] inoti '''mucheka''' (mat of plaited grass strips or split reeds plaited together) kureva [[rupasa]]. [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]]" 113042 wikitext text/x-wiki '''Mucheka''' izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. *Mazwi ari pedyo: [[Macheka sezita]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[Lenje]] inoti '''mucheka''' (mat of plaited grass strips or split reeds plaited together) kureva [[rupasa]]. [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] 4lo3pc9or5xjocnh6yxtg7cdx1cxc0r 113043 113042 2026-04-16T14:49:05Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 113043 wikitext text/x-wiki '''Mucheka''' izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. *Mazwi ari pedyo: [[Macheka sezita]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[Lenje]] inoti '''mucheka''' (mat of plaited grass strips or split reeds plaited together) kureva [[rupasa]]. *[[Bushong]] inoti '''ntsheka''' (n. women's dress, woman's apparrel) kureva [[zvipfeko zvemukadzi]]. [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] pn90gy6qwzr3pi7znpzuy6mix8rowfi 113044 113043 2026-04-16T14:49:53Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 113044 wikitext text/x-wiki '''Mucheka''' izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. *Mazwi ari pedyo: [[Macheka sezita]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[Lenje]] inoti '''mucheka''' (mat of plaited grass strips or split reeds plaited together) kureva [[rupasa]]. *[[Bushong]] inoti '''ntsheka''' (n. woman's dress, woman's apparrel) kureva [[zvipfeko zvemukadzi]]. [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] fpkmceevf6keghc502i4gelwajuyvu3 Ntsholo sezita 0 24824 113045 2026-04-16T14:53:58Z JayMezza 20555 Created page with "'''Ntsholo''' izita remhuri rinowanikwa mu[[South Africa]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[Bushong]] inoti '''ntsholo''' kana '''bantsholo''' (n. angel) kureva [[ngirozi]]. [[Category:Mazita eVanhu muSouth Africa]]" 113045 wikitext text/x-wiki '''Ntsholo''' izita remhuri rinowanikwa mu[[South Africa]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi. *[[Bushong]] inoti '''ntsholo''' kana '''bantsholo''' (n. angel) kureva [[ngirozi]]. [[Category:Mazita eVanhu muSouth Africa]] 9sq4ewiz0jami6rs26zsx1qi0u939ve Nzuma sezita 0 24825 113048 2026-04-16T15:06:36Z JayMezza 20555 Created page with "'''Nzuma''' izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano. *[[Shona]] vanoti [[nzuma]]''' (n. polled cattle) kureva mombe isina nyanga. [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] Category:Mazwi eShona..." 113048 wikitext text/x-wiki '''Nzuma''' izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano. *[[Shona]] vanoti [[nzuma]]''' (n. polled cattle) kureva mombe isina nyanga. [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] [[Category:Mazwi eShona anovamba na nzu]] t0m98pypceiex51vb1rkwhvaq42p75f 113049 113048 2026-04-16T15:06:56Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 113049 wikitext text/x-wiki '''Nzuma''' izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano. *[[Shona]] vanoti [[nzuma]] (n. polled cattle) kureva mombe isina nyanga. [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] [[Category:Mazwi eShona anovamba na nzu]] pj9w3i90418rec9csgdlbtv5jkawdwe Shangara 0 24826 113050 2026-04-16T15:17:20Z JayMezza 20555 Created page with "'''Shangara''' izita remhando ye[[kudzana|mudzano]] nemhanzi yacho inoenderana, izvi zvichiwanikwa mu[[Zimbabwe]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano. *[[Bushong]] vanoti '''shangala''' (v. set at liberty, to untie, let go) kureva..." 113050 wikitext text/x-wiki '''Shangara''' izita remhando ye[[kudzana|mudzano]] nemhanzi yacho inoenderana, izvi zvichiwanikwa mu[[Zimbabwe]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano. *[[Bushong]] vanoti '''shangala''' (v. set at liberty, to untie, let go) kureva [[kusungunura]]. *[[Bushong]] vanoti '''shangama''' (v. to be untied, be at liberty, be free or loose) kureva [[kusungunuka]]. [[Category:Mhanzi yeZimbabwe]] dck4imvi86p0flhiqw7iad9tohl8lks 113051 113050 2026-04-16T15:17:59Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 113051 wikitext text/x-wiki '''Shangara''' izita remhando ye[[kudzana|mudzano]] nemhanzi yacho inoenderana, izvi zvichiwanikwa mu[[Zimbabwe]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano. *[[Bushong]] vanoti '''shangala''' (v. set at liberty, to untie, let go, let fall) kureva [[kusungunura]]. *[[Bushong]] vanoti '''shangama''' (v. to be untied, be at liberty, be free or loose) kureva [[kusungunuka]]. [[Category:Mhanzi yeZimbabwe]] e7l4fzn3kx4h1xgres8cc7o212pfq5x Mundoma sezita 0 24827 113056 2026-04-16T17:44:22Z JayMezza 20555 Created page with "'''Mundoma''' izita revanhu rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano. *[[VaZigula]] vanoti '''indoma''' (n. a seed used as ball) kureva mhodzi inoshandiswa sebhora. [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]]" 113056 wikitext text/x-wiki '''Mundoma''' izita revanhu rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano. *[[VaZigula]] vanoti '''indoma''' (n. a seed used as ball) kureva mhodzi inoshandiswa sebhora. [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] 9t70c9meqxwpk6xytptrstsra68h7eq 113057 113056 2026-04-16T17:47:53Z JayMezza 20555 113057 wikitext text/x-wiki '''Mundoma''' izita revanhu rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano. *[[Bushong]] vanoti '''ndoma''' (n. a seed used as ball) kureva mhodzi inoshandiswa sebhora. *[[Bushong]] vanoti '''ndoma''' (n. fruit; ball of rubber; grain of corn). *[[Bushong]] vanoti '''kandoma''' (n. pill; small seed or fruit). [[Category:Mazita eVanhu muZimbabwe]] tmb25fb80zedj4knyr554y5agn8047w Chingoto 0 24828 113058 2026-04-16T18:04:50Z JayMezza 20555 Created page with "Chingoto chibatiro chinoshandiswa pakunwa doro kana maheu. ==Mitauro yeAfrika== *[[Xilenge]] vanoti '''ngoto''' (n. a gourd used as a vessel) kureva [[chingoto]]. *[[Bushong]] inoti '''nkota''' (n. circle, circular) kureva [[denderedzwa]]." 113058 wikitext text/x-wiki Chingoto chibatiro chinoshandiswa pakunwa doro kana maheu. ==Mitauro yeAfrika== *[[Xilenge]] vanoti '''ngoto''' (n. a gourd used as a vessel) kureva [[chingoto]]. *[[Bushong]] inoti '''nkota''' (n. circle, circular) kureva [[denderedzwa]]. a4iftkvglrje6pkryqowyx583hjbwqc 113059 113058 2026-04-16T18:13:58Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeAfrika */ 113059 wikitext text/x-wiki Chingoto chibatiro chinoshandiswa pakunwa doro kana maheu. ==Mitauro yeAfrika== *[[Xilenge]] vanoti '''ngoto''' (n. a gourd used as a vessel) kureva [[chingoto]]. *[[Bushong]] inoti '''nkota''' (n. circle, circular) kureva [[denderedzwa]]. *[[Bushong]] inoti '''nkotola''' (n. screw). 2wrwe4pv1m7a77zhxd4vgch94pwj7ul Mukonga sezita 0 24829 113060 2026-04-16T18:31:56Z JayMezza 20555 Created page with "'''Mukonga''' izita revanhu rinowanikwa mu[[Zambia]] ne[[Congo, Kinshasa]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano. *[[Bushong]] vanoti '''nkonga''' (n. summit of mountain, divide) kureva pamusoro pegomo. *[[Bushong]] vanoti '''nko..." 113060 wikitext text/x-wiki '''Mukonga''' izita revanhu rinowanikwa mu[[Zambia]] ne[[Congo, Kinshasa]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano. *[[Bushong]] vanoti '''nkonga''' (n. summit of mountain, divide) kureva pamusoro pegomo. *[[Bushong]] vanoti '''nkonga''' (n. backbone, spine) kureva [[muzongoza]]. [[Category:Mazita eVanhu muDRC]] [[Category:Mazita eVanhu muZambia]] 2c5570lu81bn6izw2dkn34bq8hz3rpx 113061 113060 2026-04-16T18:35:27Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 113061 wikitext text/x-wiki '''Mukonga''' izita revanhu rinowanikwa mu[[Zambia]] ne[[Congo, Kinshasa]]. ==Mitauro yeBantu== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[ChiBantu]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano. *[[Bushong]] vanoti '''nkonga''' (n. summit of mountain, divide) kureva pamusoro pegomo. *[[Bushong]] vanoti '''nkonga''' (n. backbone, spine) kureva [[muzongoza]]. *[[Bushong]] vanoti '''nkonga''' (n. back of blade). [[Category:Mazita eVanhu muDRC]] [[Category:Mazita eVanhu muZambia]] q5x0nyeutjmdz2kj06af2m0awqmqyqx