Wikipedia snwiki https://sn.wikipedia.org/wiki/Peji_Rekutanga MediaWiki 1.47.0-wmf.1 first-letter Media Special Talk User User talk Wikipedia Wikipedia talk File File talk MediaWiki MediaWiki talk Template Template talk Help Help talk Category Category talk TimedText TimedText talk Module Module talk Event Event talk Mwari 0 2069 113268 103182 2026-05-13T01:53:44Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 113268 wikitext text/x-wiki '''Mwari''' izita rinoshandiswa kutaura uyo akasika [[nyika]] nezvose zviri mairi uye [[chadenga]] nezvose zviri muchadenga. Iye Mwari ndiye akasika zvose zvinoonekwa pamwe nezvisingaonekwe. Vanhu vazhinji vanotenda kuti kuna Mwari. Hakuna munhu akamboona Mwari saka hakuna anoziva kuti [[chimiro]] chake chakaita sei. Marongerwo nemaitirwo akafanirwa kuita hukama pakati paMwari nevanhu zvinotsanangurwa zvakanakisa pa[[mitemo gumi yaMwari]]. Kuna '''Mwari''' mumwechete, musiki wezvese zvakasikwa, wakarurama zvisina magumo, ane hupenyu husingaperi, achizviratidza muhutatu; Mwari Baba, Mwari Mwanakomana, ne[[Mweya Mutsvene]]. *[[Muvapokwose]], [[Mazivazvose]], [[Samasimbaose]]. == Zvinotendwa ne Makristu == * Mwari mweya hakuna munhu akamboona chimiro chaMwari. * Mwari haana mavambo, Mwari haana magumo. * Jesu akazvarwa ne[[mhandara]] yainzi [[Maria Jesu|Maria]], uye Jesu mwana waMwari akazvarwa nesimba raMwari kwete remunhurume nemukadzi. * Jesu akafa akamuka nezuva retatu. * Jesu akakwira kudenga uko agere ku[[rudyi]] kwechigaro choushe chaMwari. * Mwari vakatumira [[Mweya Mutsvene]] wavo kune vanotenda, kuti Mweya wavo udzidzise vanotenda Shoko ravo, nokuvarangaridza shoko ravo. === Mazita aMwari === Mwari vane mazita anosanganisira: *[[Mwari|Musiki]] weDenga naPasi; *Mwari Samasimba; *Mwari weHondo; *Mwari Vanopa; *Mwari Vanorapa; *Wokutanga neWekupedzesera. *[[Mwari mupenyu]]. *Mwari Wenyasha *Musiki *[[Mwari Samasimba]] (God Almighty). *Tarisai chinyorwa chinonzi [[Mwari muChiBantu]] ==Mitauro yeBantu== *[[Kimbundu]] vanoti '''muari''' (n. boss, master, lord, sir, superior; elder; house owner, big, old) kureva [[tenzi]]. Fananidzai nokuti [[Mwari]]? *[[Kimbundu]] inoti '''umuari''' (n. Custom of owner in relation to his servants - Lordship.). *[[MaZulu]] vanoti '''uSokulunga''' kana '''oSokulunga''' (The All-righteous one; Father of righteousness.) kureva [[Mutsvene-tsvene]]. *MaZulu vanoti '''uSomandla''' kana '''oSomandla''' (The Almighty; all-powerful one) kureva [[Samasimba]]. == Mabviro eruzivo == [[Category:Chitendero]] qglbjf3t9uft5aftvzui7o3iifi2wim Kubvarura 0 5568 113265 87209 2026-05-13T01:28:25Z JayMezza 20555 113265 wikitext text/x-wiki Shoko rokuti [[kubvarura]] rinoreva kutsemura zvinhu zvitete nenzira yokukakata kana kudhonzerana. Zvinhu zvinotaurwa kuti zvinobvaruka zvinosanganisira izvo zvakagadzirwa ne[[mapepa]] kana [[machira]]. Saka [[mbatya]], ma[[gumbeze]], [[pepanhau]], [[jira]], [[dehwe]] zvinotaurwa kunzi zvabvaruka. ==Zvirevo== *Haabvaruri machira (chirevo chinotaura kuti munhu haarari mumachira, anenge achiroya [[husiku]]). ==Mitauro yeAfrika== *[[VaBambara]] vanoti fara (v. 1. rip, tear, separate; 2. vi. rip, separate; 3. turn, branch off, diverge, fork; stem from). *[[VaBambara]] vanoti fara (n. n. separation). [[category:Kupatsanura]] ndqmn0154paawv4i2ivdv29qpikttzt Mubvuvi 0 9473 113269 42505 2026-05-13T01:55:35Z JayMezza 20555 113269 wikitext text/x-wiki *[[Mubvuvi_(hove)|Mubvuvi]] (Fisherman using nets) apa kureva avo vanobata hove nemambure. *[[Mubvuvi_(weVatendi)|Mubvuvi]] (Evangelist) apa kureva muvhangeri anoparidza shoko nechinangwa chekutendeutsa vanhu kuna [[Jesu Kristu]]. ==Mitauro yeBantu== *[[Zigula]] vanoti '''mvuvi''' (n. net fisherman) kureva mubvuvi. {{Kujekesa}} g3e5appvfzrqrp77fcr3td8l6is6jdc 113270 113269 2026-05-13T02:02:18Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 113270 wikitext text/x-wiki *[[Mubvuvi_(hove)|Mubvuvi]] (Fisherman using nets) apa kureva avo vanobata hove nemambure. *[[Mubvuvi_(weVatendi)|Mubvuvi]] (Evangelist) apa kureva muvhangeri anoparidza shoko nechinangwa chekutendeutsa vanhu kuna [[Jesu Kristu]]. ==Mitauro yeBantu== *[[Zigula]] vanoti '''mvuvi''' (n. net fisherman) kureva mubvuvi. *[[Zigula]] vanoti '''kuvuwa''' (v. to extract from water, extracting from water) kureva kubvuva. {{Kujekesa}} g792z9o2cc7ot78guzzu3ernfumolur Hozi 0 10843 113266 112805 2026-05-13T01:31:12Z JayMezza 20555 Replaced content with "Imba yekurara kune mamwe matunhu." 113266 wikitext text/x-wiki Imba yekurara kune mamwe matunhu. q93mc5nuzzpdeotgjq3lf3hsrooco28 Dura 0 10844 113267 47393 2026-05-13T01:37:31Z JayMezza 20555 Removed redirect to [[Hozi]] 113267 wikitext text/x-wiki Dura inzvimbo yakavakirwa mativi ose inochengetwa chibage chakaoama chakatongonorwa. Vanhu vanotora chibage mudura vachigaya hupfu. ==Mamwe Mazwi== *[[Chibage|Dara]] (receptacle for unthreshed corn made of poles and thatch). *[[Dura]], (granary). *[[Gombana]] kana [[chitura]] (small granary). *[[Tsapi]] (granary for storing grain before threshing). *[[Hozi|Chihera]] (small granary) kureva tsapi diki. *[[Chipebwe]] (full of last year's grain). *[[Gudzururu]] kana '''mhungu''' (space below raised building). ==Tsumo== *Zuva rimwe haripedzi [[dura]]. One day's stay does not empty a granary. *Nhumbu tatanana hunzi ndiwo mugariro, kutuka muna wedura. (You think) that when you have your fill you can scold the owner of the granary. ==Mitauro yeBantu== *[[VaWanga]] vanoti '''eshiachi''' (small granary) kureva [[dura]]. *[[VaGiryama]] vanoti '''muvungu-ni''' (in the space under a bedstead etc). *[[VaZigula]] vanoti '''kudura''' (v. saving, keeping, to save, to keep). *[[VaZigula]] vanoti '''kudurwa''' (v. to be saved, to be kept). *[[Digo]] inoti '''chitsaga''' kureva [[dura]]. [[VaFwe]] vanoti '''ziongo''' (store houses). *[[Kinande]] vanoti '''eritula''' (adj. last) chinogara nguva refu - fananidzai nokuti [[dura]]?. *[[Mang'anja]] vanoti '''kwikwiziri''' kana '''kwingwiziri''' (the space under the nkokwe grain store, or bedstead) vachireva [[gudzururu]]?. *[[Mang'anja]] vanoti '''nkokwe''' (n. a large basket where maize is stored - also beans or any kind of food) kureva [[dengu rekuchengetera chibage]]. [[category:kurima]] 105uby6m60w7ss6nahfztznur5mm7vr Chivakamberi zuka 0 14048 113259 61932 2026-05-12T21:48:36Z JayMezza 20555 /* Mamwe Mazwi */ 113259 wikitext text/x-wiki Chinyorwa chino chakaunganidza mazwi anopera ne[[chivakamberi]] chokuti '''zuka'''. == Mazwi == *[[Kundarazuka]] kana [[kutarazuka]] (to be emaciated) zvichireva kuwondoroka. *[[Kupambazuka]] kana [[kupambazura]] (to divide from one another - especially into several parts). *[[Kuzunguzuka]] *[[Kudazuka]] (to be overcome). *[[Kupazuka]] *[[Kufizuka]] (to be weakened) kupera simba kungakonzerwa ne[[hurwere]] kana nebasa. *[[Kutuzuka]] (confused, be at a loss, perplexed). *[[Kubizuka]] (do physically hard work) kuita basa rinorema. *[[Kuhwezuka]] (Be, or be able to be, snatched). ==Mamwe Mazwi== *[[Matuzu]] *[[Katuruza]] *[[tuzu]] (ideophone of being at a loss). *[[Kudazura]] (1. Overcome. Be too much for) zvichireva [[kukurira]]. Adazurwa nedoro: he has had too mueh beer to drink. *[[Zukumwara]] (be distressed) zvichireva [[kugungudzika]]. Mukadzi asina murimiri anogungudzikira munhu ari wose nokuti ichirikadzi: a woman who has no one to plough for her asks for help from everyone on the grounds of her being a widow. == Mazwi eBantu == *Mururimi rwe[[Lenje]] vanoti '''itala''' kana [[tala]] (side; one of two sides e.g. of river or valley - usually the furthest side) vachireva rimwe remativi maviri, zvikurusei divi riri [[mhiri]] kana kuti divi riri kure racho. *Kana va[[Lenje]] vachiti '''kutala''' (on the other side, beyond) vanenge vachireva kune rimwe divi tadarika patiri. [[Category:Zvivakamberi zveShona]] nue2efido2mlz07tsluoqrmrcx5cxnx Rusero sezita 0 20249 113263 94388 2026-05-13T01:22:27Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeAfrika */ 113263 wikitext text/x-wiki Rusero izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. *Vanhu vane zita iri: Tsitsi Rusero; Tinashe Rusero; Jane Rusero; Getrude Rusero. *Zvinyorwa zviri pedyo: [[Rusero]], [[Chisero]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. *[[Lozi]] inoti '''liselo''' kana '''maselo''' (n. winnowing basket) zvichireva [[rusero]]. *[[Luwanga]] vanoti '''okhuseretsa''' (v. winnow) kureva [[kusera]]. *[[Nyungwe]] inoti '''cisero''' (basket used for winnowing grain) kureva [[rusero]]. *[[Herero]] inoti serura (v. to make level, to make straight, plain, make smooth). Mamwe mazwi: seruka (v. to be level, to be even). *[[Zigulaa]] inoti '''kazungo''' kureva [[rusero]]. [[Venda]] inoti '''tselo''' kureva [[rusero]]. [[Category:Mazita eVanhu muAfrica]] qdn0dhgm7gzxwsrpuzt2e3f34mpxn71 113264 113263 2026-05-13T01:23:38Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeAfrika */ 113264 wikitext text/x-wiki Rusero izita remhuri rinowanikwa mu[[Zimbabwe]]. *Vanhu vane zita iri: Tsitsi Rusero; Tinashe Rusero; Jane Rusero; Getrude Rusero. *Zvinyorwa zviri pedyo: [[Rusero]], [[Chisero]]. ==Mitauro yeAfrika== Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro ye[[Africa]], asi zvinoreva zita zvigona kusiyana [[zvachose]] nemazwi ari pasi aya. *[[Lozi]] inoti '''liselo''' kana '''maselo''' (n. winnowing basket) zvichireva [[rusero]]. *[[Luwanga]] vanoti '''okhuseretsa''' (v. winnow) kureva [[kusera]]. *[[Nyungwe]] inoti '''cisero''' (basket used for winnowing grain) kureva [[rusero]]. *[[Herero]] inoti serura (v. to make level, to make straight, plain, make smooth). Mamwe mazwi: seruka (v. to be level, to be even). *[[Zigula]] inoti '''kazungo''' kureva [[rusero]]. [[Venda]] inoti '''tselo''' kureva [[rusero]]. [[Category:Mazita eVanhu muAfrica]] qzv1rfk6iiwxhirykjinrjb1b5z1nhf Doğrusal ışık 0 24057 113262 108679 2026-05-13T00:17:03Z InternetArchiveBot 13356 Rescuing 1 sources and tagging 0 as dead.) #IABot (v2.0.9.5 113262 wikitext text/x-wiki === Doğrusal ışık hat lambası ve astar lamba türlerinin tanıtılması === Lineer ışıklar, bu ürünün pazara sunulmasıyla birlikte pek çok mimar ve üreticinin ilgisini çeken ve eski aydınlatma yöntemlerinin yerini alan, aydınlatma alanında en yeni ürünlerden biridir.Lineer ışıklar uygun, modern ve uygun fiyatlı bir üründür. Ticari, ofis, konut vb. mekanların aydınlatılmasında, yıllardır ankastre olarak kullanılan panel ışıklar ve LED lambalar yerine uygun maliyetlidir. Doğrusal ışıklar, kurulum türüne göre filtrelenen çeşitli gruplar halinde oluşturulur. Yüzündeki çizgi ışıkları Farber Nourabin Firması her türlü lineer aydınlatma üreticisidir.Bu firma her türlü lineer aydınlatmayı özel ölçülerinize göre üretme kabiliyetine sahiptir.Aydınlatma ve bina tadilatının tüm kısımlarında, hatta sıhhi ekipman alanı. Ekibimizin uzmanları, 12 mm derinliğe sahip Kenafi astar veya ışık yoğunluğunu ayarlama özelliğine sahip dimmer hat ışığı gibi ürünlere, ürünlerin son güncellemesinde ise astar ışığının rengini değiştirebilme özelliğine kavuştu. uzaktan kumanda ile. Firmayla 021-22525249 iletişim numarasından iletişime geçmek ve daha fazla bilgi almak için aşağıdaki yazımızda bizimle kalın. Işıklar ve optik hatlarla aydınlatma Doğrusal lamba ve astar lambası [[File:DFRVRGDRVDRGDR.jpg|thumb]] ==== doğrusal ışık ==== Norabin, özel lineer ışık tedarikçilerinden biri olup, son birkaç yıldır Norabin Club üyesi aydınlatma tasarım ekibi ve mimarların çabalarını içeren özel ve benzersiz tasarımlarıyla özel lineer ışıklar sunarak, ne mutlu ki; Tahran'ın her yerinde ve ülkenin her yerinde özelleştirilmiş lineer lambalarla aydınlatmamız var, gerekli lineer lambaların boyutlarına ve çevreye göre ürününüzü ücretsiz danışmanlık veya özelleştirme için Norabin satış uzmanlarına kayıt olabilirsiniz. Norabin, diğer çözüm ve rekabet avantajlarının yanı sıra, ürünün alüminyum profil gövdesini istediğiniz ortamın temasına ve dekorasyonuna veya organizasyon rengine göre istenilen ölçülerde üretebileceğiniz yüzey lineer ışık ve renkli gövde sarkıtının ilk üreticisidir. Lineer ışıkta, çalışmalarını tamamlamış ve lineer aydınlatma faaliyetlerine başlamış projeler için kullanılabilecek tek seçenek olan 9 mm kotlu sığ lineer ışıktan söz edebiliriz. ==== Doğrusal ışık ve doğrusal ışık ==== Lineer ışıklar, günümüzün enerji verimliliği en yüksek aydınlatma ürünleri arasında yer alan, en yeni nesil ortam aydınlatmasıdır. Çarpıcı ve modern şekli nedeniyle LED lineer lamba, alanı çok lüks hale getirir ve farklı mekanlara aydınlatma ve ışık sağlamak için en iyi seçeneklerden biri olabilir. Lineer ışık her türlü dekorasyonla uyumlu olabilir ve bulunduğunuz ortamın standartlarıyla iyi iletişim kurar. Lineer ışık, modern aydınlatmanın en modern yöntemlerinden biri olup, panel ışıkların ve LED panellerin yerini almıştır. Liner lamba, istenilen ışığın genişliğinde ve renginde kullanılabilen kişiselleştirme özelliği sayesinde ticari ve ofis dahil olmak üzere her türlü aydınlatma ve farklı mekanlarda kullanılabilir, böylece tek ve bütünleşik bir ışık deneyimi yaşayabilirsiniz. güzel ve modern bir görünüme sahip. Bu makalenin geri kalanında lineer ışık türlerini ve lineer ışıkların nasıl yakılıp ([https://web.archive.org/web/20221127005615/https://nourabin.com/linear-led-light چراغ خطی])kurulacağını öğreneceksiniz. Işıklar ve optik hatlarla aydınlatma ===== Kenaf projelerinde dar astar ışıkları ===== Aydınlatma projelerinde en büyük sorunlardan biri inşaat projesinin tamamlanması ve sonrasında lineer ışıklarla aydınlatma oluşturulmasına karar verilmesidir, bu projelerde ortaya çıkan engellerden biri de lineer ışığın derinliğinin genellikle 2,5 cm olmasıdır. derinlik veya maksimum 90 mm'dir, bu da duvarın veya asma tavanın kılıflarını tahrip eder ve çatının çökmesine neden olur. Ancak Norabin firmasının sizin için bir çözümü var, Kenaf'ın derinlik liner lambası olarak bilinen sadece 9 mm derinliğe sahip lineer bir lambadır.Aynaya veya krom ve altın rengine dönüşerek difüzörden sonra eski durumuna döner. ışık açılır. Tamamlanan doğrusal aydınlatma projelerinden örnekler Tavan aydınlatma alanında lineer aydınlatmalar farklı boyut ve boyutlara sahip olup, güç ve boyut seçiminde elinizi açık bırakır, bu sayede kullanılacakları noktaya göre kullanılabilirler. Doğru doğrusal ışığı seçin. Elbette bu lüks ve yaygın olarak kullanılan ışıklar Norabin firması tarafından kişiselleştirilebildiği gibi siz değerli müşterilerimiz de bu lineer lambayı istediğiniz boyut, aydınlatma tasarımı ve istediğiniz renkte Norabin online mağazasından, odanızın dekorasyonuna göre sipariş verebilirsiniz. çevre. Sevgili varlıklar, eğer siz de aydınlatmaya çok önem veren kişiler arasındaysanız, Vikipedi sitesinde farklı ortam aydınlatma türlerini görebilirsiniz, iş merkezleri, ofisler, ortamlarda ilgi çekici ve iyi bir his yaratan ortam aydınlatmasının eğitici ve öğretici olduğunu bilmelisiniz. ... aydınlatma kriterlerinin doğru ve doğru kullanımı grubunda yer almaktadır. Aslında sevgililer, o yerde yapılacak olan faaliyetle ilgili olarak her ortamda yapılması gerekir. Uygun ışık hatları kullanın, böylece ortam ışığı sağlamanın yanı sıra, refah ve rahatlama hissi oluşur ve lüks ve hoş bir alan yaratılır, böylece insanlar o alan hakkında kendilerini iyi hissederler. Günümüzde çok önemli olan ve ilginin yaygınlaştığı şeylerden biri de sağlıklı kullanım şeklidir. rebl2myzznookkfl8wpwf8qybkxfnj4 Chikushamhambu 0 24869 113247 2026-05-12T19:54:54Z JayMezza 20555 Created page with "Mashoko okuti [[chikushamhambu]] kana [[chikushauyambu]] riri kushandiswa pano kuturikira chinonzi '''parabola'' ku[[English]]." 113247 wikitext text/x-wiki Mashoko okuti [[chikushamhambu]] kana [[chikushauyambu]] riri kushandiswa pano kuturikira chinonzi '''parabola'' ku[[English]]. p1vc9yw9j2bisajwv46y4l50g8j6ion 113248 113247 2026-05-12T20:01:32Z JayMezza 20555 113248 wikitext text/x-wiki Mashoko okuti [[chikushamhambu]] kana [[chikushauyambu]] riri kushandiswa pano kuturikira chinonzi '''parabola'' ku[[English]]. *[[Mhambu]] (side of the path or road) zvinoreva rutivi rwenzira runotevedza nzira. Mativi anotevdza nzira ose ari maviri anonzi [[mhambu]]. *Mazwi atri pedyo: muyambi, [[kuyambuka]], kuamabana. ==Mitauro yeBantu== *Mitauro yeBantu inoti kuyambana kureva kufamba kana kugara kwezvinhu zvakaererana. [[File:Parabola.svg|right|thumb|[[Chikushamhmbu]] munyonga unochekana koni nemhene]] gynjgepa38losxftu958fsfzbm6epgb 113249 113248 2026-05-12T20:03:24Z JayMezza 20555 /* Mitauro yeBantu */ 113249 wikitext text/x-wiki Mashoko okuti [[chikushamhambu]] kana [[chikushauyambu]] riri kushandiswa pano kuturikira chinonzi '''parabola'' ku[[English]]. *[[Mhambu]] (side of the path or road) zvinoreva rutivi rwenzira runotevedza nzira. Mativi anotevdza nzira ose ari maviri anonzi [[mhambu]]. *Mazwi atri pedyo: muyambi, [[kuyambuka]], kuamabana. ==Mitauro yeBantu== *Mitauro yeBantu inoti kuyambana kureva kufamba kana kugara kwezvinhu zvakaererana. *[[Swahili]] inoti '''amba''' (be in contact, stick together, adhere). VaSwahili vanoti '''ambika''' (hold/stick together, cohere). *[[Lenje]] inoti '''ambana''' (touch each other, be close together, stand in line, abreast) vachireva kugumana, kuva pedyo nepedyo, kuita mudungwe. [[File:Parabola.svg|right|thumb|[[Chikushamhmbu]] munyonga unochekana koni nemhene]] pm8owjnpjsou4ania1a4h4yec09jp8p 113250 113249 2026-05-12T20:09:53Z JayMezza 20555 Replaced content with "Ndichadzoka kuzonyora pano zvinoenderana nezita riri pamusoro." 113250 wikitext text/x-wiki Ndichadzoka kuzonyora pano zvinoenderana nezita riri pamusoro. 079h2ft20u6ww5bzfxrebzr6ig1p5pi Chikushauronzo 0 24870 113251 2026-05-12T20:14:56Z JayMezza 20555 Created page with "Mashoko okuti [[chikushauronzo] kana [[chikushamarondano]] riri kushandiswa pano kuturikira chinonzi '''parabola'' ku[[English]]. *[[Kuronda]] (to follow) zvinoreva kutevera, kungava kutevera mafambwa namo kana parutivi peumwe ari kufamabwo. ==Mitauro yeBantu== *[[Tiriki]] inoti '''khulondana''' (lie alongside, go along with, go together, be next to) kureva '''kurondana'''. [[File:Parabola.svg|right|thumb|[[Chikushamarondano]] munyonga wakataridzwa pano]]" 113251 wikitext text/x-wiki Mashoko okuti [[chikushauronzo] kana [[chikushamarondano]] riri kushandiswa pano kuturikira chinonzi '''parabola'' ku[[English]]. *[[Kuronda]] (to follow) zvinoreva kutevera, kungava kutevera mafambwa namo kana parutivi peumwe ari kufamabwo. ==Mitauro yeBantu== *[[Tiriki]] inoti '''khulondana''' (lie alongside, go along with, go together, be next to) kureva '''kurondana'''. [[File:Parabola.svg|right|thumb|[[Chikushamarondano]] munyonga wakataridzwa pano]] 5z3o0duhd7ms20aq9uzv73d3ja4rgyz 113252 113251 2026-05-12T20:17:06Z JayMezza 20555 113252 wikitext text/x-wiki Mashoko okuti [[chikushauronzo] kana [[chikushamarondano]] riri kushandiswa pano kuturikira chinonzi '''parabola'' ku[[English]]. ==Mazwi ari pedyo== *[[Kuronda]] (to follow) zvinoreva kutevera, kungava kutevera mafambwa namo kana parutivi peumwe ari kufamabwo. *[[Muronzi_(mutevedzi)|Muronzi]] (deputy, surrogate) rinogona kushandiswa kureva mutevedzeri pabasa riripo. ==Mitauro yeBantu== *[[Tiriki]] inoti '''khulondana''' (lie alongside, go along with, go together, be next to) kureva '''kurondana'''. [[File:Parabola.svg|right|thumb|[[Chikushamarondano]] munyonga wakataridzwa pano]] tsgteids9813htbzpevsx6ux8ari4uu 113253 113252 2026-05-12T20:18:27Z JayMezza 20555 Redirected page to [[Chikushamurondo]] 113253 wikitext text/x-wiki #REDIRECT [[Chikushamurondo]] d8yd5frg9ux1t8tv14g3dutnj977wqh Chikushamurondo 0 24871 113254 2026-05-12T20:21:15Z JayMezza 20555 Created page with "Mashoko okuti [[chikushamuronzi]], [[chikushamurondo]] kana [[chikushamarondano]] riri kushandiswa pano kuturikira chinonzi '''parabola'' ku[[English]]. ==Kupiwa kwezita== Zita iri rapihwa richidudza chiwumbiko cheshepi inonzi '''parabola''' inemativi maviri akarondana pamafambiro awo. Nyangwe zvawo asingatsikirane tsoka, asi anofamba zvakafanana. *[[Kuronda]] (to follow) zvinoreva kutevera, kungava kutevera mafambwa namo kana parutivi peumwe ari kufamabwo. *Muronzi..." 113254 wikitext text/x-wiki Mashoko okuti [[chikushamuronzi]], [[chikushamurondo]] kana [[chikushamarondano]] riri kushandiswa pano kuturikira chinonzi '''parabola'' ku[[English]]. ==Kupiwa kwezita== Zita iri rapihwa richidudza chiwumbiko cheshepi inonzi '''parabola''' inemativi maviri akarondana pamafambiro awo. Nyangwe zvawo asingatsikirane tsoka, asi anofamba zvakafanana. *[[Kuronda]] (to follow) zvinoreva kutevera, kungava kutevera mafambwa namo kana parutivi peumwe ari kufamabwo. *[[Muronzi_(mutevedzi)|Muronzi]] (deputy, surrogate) rinogona kushandiswa kureva mutevedzeri pabasa riripo. ==Mitauro yeBantu== *[[Tiriki]] inoti '''khulondana''' (lie alongside, go along with, go together, be next to) kureva '''kurondana'''. [[File:Parabola.svg|right|thumb|[[Chikushamarondano]] munyonga wakataridzwa pano]] 560piydul111t8ms6u651e47fgflbxq 113255 113254 2026-05-12T20:22:23Z JayMezza 20555 113255 wikitext text/x-wiki Mashoko okuti [[chikushamuronzi]], [[chikushamurondo]] kana [[chikushamarondano]] riri kushandiswa pano kuturikira chinonzi '''parabola''' ku[[English]]. ==Kupiwa kwezita== Zita iri rapihwa richidudza chiwumbiko cheshepi inonzi '''parabola''' inemativi maviri akarondana pamafambiro awo. Nyangwe zvawo asingatsikirane tsoka, asi anofamba zvakafanana. *[[Kuronda]] (to follow) zvinoreva kutevera, kungava kutevera mafambwa namo kana parutivi peumwe ari kufamabwo. *[[Muronzi_(mutevedzi)|Muronzi]] (deputy, surrogate) rinogona kushandiswa kureva mutevedzeri pabasa riripo. ==Mitauro yeBantu== *[[Tiriki]] inoti '''khulondana''' (lie alongside, go along with, go together, be next to) kureva '''kurondana'''. [[File:Parabola.svg|right|thumb|[[Chikushamarondano]] munyonga wakataridzwa pano]] mykdoe6wbyvgidb5ror1rt605p0llx7 113258 113255 2026-05-12T21:44:52Z JayMezza 20555 113258 wikitext text/x-wiki Mashoko anoti [[chikushamurondo]], [[chikushamuronzi]] kana [[chikushamarondano]] ari kushandiswa pano kuturikira chinonzi '''parabola''' ku[[English]] - uyu uri munyonga une mativi vaviri anotara '''U'''. Kutsetsenurwa kwemetsi dzacho kuchatevera. ==Kupiwa kwezita== Zita iri rapihwa richidudza chiwumbiko cheshepi inonzi '''parabola''' inemativi maviri akarondana pamafambiro awo. Nyangwe zvawo asingatsikirane tsoka, asi anofamba zvakafanana. *[[Kuronda]] (to follow) zvinoreva kutevera, kungava kutevera mafambwa namo kana parutivi peumwe ari kufamabwo. *[[Muronzi_(mutevedzi)|Muronzi]] (deputy, surrogate) rinogona kushandiswa kureva mutevedzeri pabasa riripo. ==Mitauro yeBantu== *[[Tiriki]] inoti '''khulondana''' (lie alongside, go along with, go together, be next to) kureva '''kurondana'''. [[File:Parabola.svg|right|thumb|[[Chikushamarondano]] munyonga wakataridzwa pano]] kkc31ym6fd0rbukw4gon2h3t7nfwfur Chikushamuronzi 0 24872 113256 2026-05-12T20:22:46Z JayMezza 20555 Redirected page to [[Chikushamurondo]] 113256 wikitext text/x-wiki #REDIRECT [[Chikushamurondo]] d8yd5frg9ux1t8tv14g3dutnj977wqh Chikushamarondano 0 24873 113257 2026-05-12T20:23:02Z JayMezza 20555 Redirected page to [[Chikushamurondo]] 113257 wikitext text/x-wiki #REDIRECT [[Chikushamurondo]] d8yd5frg9ux1t8tv14g3dutnj977wqh Chivakamberi sa 0 24874 113260 2026-05-12T21:55:26Z JayMezza 20555 Created page with "Chinyorwa chino chinounganidza mazwi ane [[chivakamberi]] chokuti '''sa'''. ==Mamwe mazwi== *Kutaurisa *Kufambisa *Kurebesa *Kupfupikisa *Kurarisa *Kunayisa *Kurimisa *Kunyoresa [[Category:Zvavakamberi zveShona]]" 113260 wikitext text/x-wiki Chinyorwa chino chinounganidza mazwi ane [[chivakamberi]] chokuti '''sa'''. ==Mamwe mazwi== *Kutaurisa *Kufambisa *Kurebesa *Kupfupikisa *Kurarisa *Kunayisa *Kurimisa *Kunyoresa [[Category:Zvavakamberi zveShona]] trfzag27tdas478zzlbd46x7rchyfxz 113261 113260 2026-05-12T21:57:14Z JayMezza 20555 /* Mamwe mazwi */ 113261 wikitext text/x-wiki Chinyorwa chino chinounganidza mazwi ane [[chivakamberi]] chokuti '''sa'''. ==Mamwe mazwi== *Kutaurisa *Kufambisa *Kurebesa *Kupfupikisa *Kurarisa *Kunayisa *Kurimisa *Kunyoresa *Kuporesa *Kurovesa *Kushandisa *Kukanyisa *Kumhanyisa [[Category:Zvivakamberi zveShona]] 3h11utfb1vsbahoxv53nt4glbkt6a2o